1 Timothy 5:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usakurumidza kuisa maʋoko pamsoro pomunhu, kana kusoŋgana paɀiʋi ɀaʋamŋe; uɀiceŋgete kuti uʋe wakacena.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, uye usabatana nezvivi zvavamwe. Zvichengete kuti uve wakachena.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usamhanyirire kuisa maoko okugadza munhu kana kudziya moto wembavha muchitadzo chomumwe uye chengetedza utsvene hwako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, kana kusangana pazvivi zvavamwe; uzvichengete kuti uve wakachena.
Shona 2009?
Usakurumidza kuisa mavoko pamusoro pomunhu, kana kusongana pazvivi zvavamwe; uzvichengete kuti uve wakachena.
Shona SUB 2002 Bible
Usakurumidza kuisa maoko pamusoro pomunhu, kana kusangana pazvivi zvavamwe; uzvichengete kuti uve wakachena.