1 Timothy 5:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiʋi ɀaʋamŋe ʋanhu ɀinoʋonekwa pacena, ɀinotuŋgamirira kutoŋgwa kwaʋo, ʋamŋe ɀe ʋanoteʋerwa naɀo
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvivi zvavamwe vanhu zvinoonekwa pachena, zvichivatangira kusvika panzvimbo yokutongwa; zvivi zvavamwe zvinotevera mushure mavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvitadzo zvavamwe vanhu zvinooneka pachena zvinofanotaura kuti munhu uyu anotongwa achinzii asi zvitadzo zvavamwe zvinozobuda pachena gare gare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvivi zvavamwe vanhu zvinoonekwa pachena, zvinotungamirira kutongwa kwavo, vamwezve vanoteverwa nazvo.
Shona 2009?
Zvivi zvavamwe vanhu zvinovonekwa pachena, zvinotungamirira kutongwa kwavo vamwe zve vanoteverwa nazvo,
Shona SUB 2002 Bible
Zvivi zvavamwe vanhu zvinoonekwa pachena, zvinotungamirira kutongwa kwavo, vamwezve vanoteverwa nazvo.