1 Timothy 5:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saiɀoɀo ʋo kunamaɓasa akanaka anoʋonekwa pacena, naasina‐kuɗaro haaŋgaʋanzwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nenzira imwe cheteyo, mabasa akanaka anoonekwawo pachena, uye kunyange naasina kudaro haangavanzwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvozvowo zvina mabasa akanaka mamwe anoonekwa pachena uye kunyange aya asingaoneki pachena haagoni kuramba akangovanzika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saizvozvowo kuna mabasa akanaka anoonekwa pachena, naasina kudaro haangavanzwi.
Shona 2009?
Saizvozvo vo kunamabasa akanaka anovonekwa pachena, naasina kudaro haangavanzwi.
Shona SUB 2002 Bible
Saizvozvowo kuna mabasa akanaka anoonekwa pachena, naasina kudaro haangavanzwi.