1 Timothy 5:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Raira ʋo ɀinhu iɀi, kuti ʋarege kuʋa necaʋaŋgapomerwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rayirawo vanhu zvinhu izvi, kuitira kuti kurege kuva nomunhu angapomerwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzidzisa zvinhu izvozvi kuti dzirege kuwana chadzinoshorwa nacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rayirawo zvinhu izvi, kuti varege kuva nechavangapomerwa.
Shona 2009?
Raira vo zvinhu izvi, kuti varege kuva nechavangapomerwa.
Shona SUB 2002 Bible
Rayirawo zvinhu izvi, kuti varege kuva nechavangapomerwa.