1 Timothy 5:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cirikadzi ŋgairege kunyorwa zita, asi kana yaȿika makore makumi matanhatu, yaiʋa mukadzi womurume mumŋe cete,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna chirikadzi inganyorwa pamazita echirikadzi kana isina makore anopfuura makumi matanhatu, yakanga yakatendeka kumurume wayo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana chirikadzi isati yasvitsa makore makumi matanhatu ngairege kunyoreswa zita uye inofanira kunge iri chirikadzi yakangoroorwa kamwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chirikadzi ngairege kunyorwa zita, asi kana yasvika makore makumi matanhatu, yaiva mukadzi womurume mumwechete,
Shona 2009?
Chirikadzi ngairege kunyorwa zita, asi kana yasvika makore makumi matanhatu, yaiva mukadzi womurume mumwe chete,
Shona SUB 2002 Bible
Chirikadzi ngairege kunyorwa zita, asi kana yasvika makore makumi matanhatu, yaiva mukadzi womurume mumwechete,