1 Timothy 6:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iwe, munhu waMŋari, tiza ɀinhu iɀi; uteʋere kururama nokunamata Mŋari, nokutenda, noruɗo, nokutsuŋgirira, noʋunyoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi iwe, munhu waMwari, tiza kubva pane izvi zvose, uye utevere kururama, umwari, kutenda, rudo, kutsungirira nounyoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iwe munhu waMwari siyana nezvinhu izvi. Vavarira ururami, kuzvipira kuna Mwari nechitendero norudo nokuva nemwoyo mumwechete nounyoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iwe, munhu waMwari, tiza zvinhu izvi; utevere kururama nokunamata Mwari, nokutenda, norudo, nokutsungirira, nohunyoro.
Shona 2009?
Asi iwe, munhu waMwari, tiza zvinhu izvi; utevere kururama nokunamata Mwari, nokutenda, norudo, nokutsungirira, novunyoro.
Shona SUB 2002 Bible
Asi iwe, munhu waMwari, tiza zvinhu izvi; utevere kururama nokunamata Mwari, nokutenda, norudo, nokutsungirira, nohunyoro.