1 Timothy 6:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Urwe kurwa kwakanaka kwokutenda, uɓatisise ʋupenyu bgusiŋgaperi, bgawakaɗanirwa kwabguri, ukapupura kupupura kwakanaka pamberi peɀapupu ɀizhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Irwa kurwa kwakanaka kwokutenda. Ubatisise upenyu husingaperi hwawakadanirwa kwahuri pawakapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rwira chitendero zvakanaka uve noupenyu husingaperi hwawakadanirwa pawakapupura zvakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Urwe kurwa kwakanaka kwokutenda, ubatisise upenyu husingaperi, hwawakadanirwa kwahuri, ukapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.
Shona 2009?
Urwe kurwa kwakanaka kokutenda, ubatisise vupenyu bwusingaperi, bwawakadanirwa kwabwuri, ukapupura kupupura kwakanaka pamberi pe zvapupu zvizhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Urwe kurwa kwakanaka kwokutenda, ubatisise upenyu husingaperi, hwawakadanirwa kwahuri, ukapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.