1 Timothy 6:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kwaacazoratidza paŋguʋa dzake, iye oga wakaropafadzwa noWamasimba‐ose, Mambo wamadzimambo, Ishe wamadzishe;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uyo achazoratidzwa naMwari panguva yake iye Mwari, iye oga Mutongi akaropafadzwa, Mambo wamadzimambo naIshe wamadzishe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvichazoratidzwa panguva yakakodzera naiye wamakomborero, Mambo wamadzimambo naTenzi wavatenzi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kwaachazoratidza panguva dzake, iye oga akaropafadzwa nowaMasimbaose, Mambo wamadzimambo, Ishe wamadzishe;
Shona 2009?
kwaachazoratidza panguva dzake, iye oga wakaropafadzwa nowamasimbaose, Mambo wamadzimambo, Ishe wamadzishe';
Shona SUB 2002 Bible
kwaachazoratidza panguva dzake, iye oga akaropafadzwa nowaMasimbaose, Mambo wamadzimambo, Ishe wamadzishe;