1 Timothy 6:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti hatina‐kuʋuya necinhu panyika, hatigoni ʋo kuɓuɗa tinecinhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, uye hatigoniwo kubuda nechinhu kubva mairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti hatina kuuya nechinhu panyika uyewo hatikwanisi kubva nechinhu panyika
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, hatigoniwo kubuda tine chinhu;
Shona 2009?
nokuti hatina kuvuya nechinhu panyika, hatigonivo kubuda tine chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, hatigoniwo kubuda tine chinhu;