1 Timothy 6:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋanotȿaka kufuma, ʋanowira mukuidzwa nomumusuŋgo, nomukuciʋa kwoʋupenzi kuzhinji kunokuʋadza, ɀinonyudza ʋanhu mukuparadzwa nokurashwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vanotsvaka kupfuma vanowira mukuedzwa nomumusungo uye nomukuchiva kwoupenzi kuzhinji uye kunokuvadza kunoisa vanhu mukuparadzwa nokuraswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi avo vana kamwoyo kokuda kupfuma vanopinda muchiedzo nomuriva uye mukuda zvinhu zvisina maturo zvinotokuvadza zvinoisawo vazhinji mukupera basa nokuparadzwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vanotsvaka kupfuma, vanowira mukuedzwa nomumusungo, nomukuchiva kwoupenzi kuzhinji kunokuvadza, zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nokuraswa.
Shona 2009?
Asi vanotsvaka kufuma, vanowira mukuidzwa nomumusungo, nomukuchiva koupenzi kuzhinji kunokuvadza, zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nokurashwa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vanotsvaka kupfuma, vanowira mukuedzwa nomumusungo, nomukuchiva kwoupenzi kuzhinji kuno kuvadza, zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nokuraswa.