2 Chronicles 1:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Soromoni akabva panɀimba yakakwirira yakaŋga iri paGibeoni, pamberi petente rokusoŋgana, akaȿika Jerusarema, akaɓata ʋushe bgaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Soromoni akaenda kuJerusarema achibva kunzvimbo yakakwirira paGibheoni, kubva paTende Rokusangana. Uye akatonga Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akabva kunzvimbo yakatunhumara yokuteurira kuya kuGibheoni kwaiva netendhe rokusanganira akadzokera kuJerusaremu akatonga zvake Isiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Soromoni akabva panzvimbo yakakwirira yakanga iri paGibheoni, pamberi petende rokusangana, akasvika Jerusaremu, akabata ushe hwaIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino Soromoni akabva panzvimbo yakakwirira yakanga iri paGibhiyoni, pamberi petende rokusangana, akasvika Jerusaremu, akabata ushe hwaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Soromoni akabva panzvimbo yakakwirira yakanga iri paGibheoni, pamberi petende rokusangana, akasvika Jerusaremu, akabata ushe hwaIsiraeri.