2 Chronicles 1:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Soromoni neʋuŋgano yose pamŋe cete naye ʋakaenda kuɗunhu rakakwirira raiʋa paGibeoni; nokuti ndipo pakaŋga panetente rokusoŋgana raMŋari, rakaŋga raʋakwa murenje naMosesi muranda waJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Soromoni neungano yose vakaenda kunzvimbo yakakwirira yeGibheoni, nokuti Tende Rokusangana raMwari rakanga ririko, iro rakanga ragadzirwa naMozisi muranda waMwari murenje.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni negungano rose vakaenda kunzvimbo yakatunhumara yokuteurira yaiva kuGibheoni nokuti ndiko kwaiva netendhe raMwari rokusanganira riya rakagadzirwa kurenje naMosesi muranda waMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Soromoni neungano yose pamwechete naye vakaenda kudunhu rakakwirira raiva paGibheoni; nokuti ndipo pakanga pane tende rokusangana raMwari, rakanga ravakwa murenje naMosesi muranda waJehovha.
Shona 2009?
Ipapo Soromoni neungano yose pamwechete naye vakaenda kudunhu rakakwirira raiva paGibhiyoni; nokuti ndipo pakanga pane tende rokusangana raMwari, rakanga ravakwa murenje naMozisi muranda waJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Soromoni neungano yose pamwechete naye vakaenda kudunhu rakakwirira raiva paGibheoni; nokuti ndipo pakanga pane tende rokusangana raMwari, rakanga ravakwa murenje naMosesi muranda waJehovha.