2 Chronicles 1:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Davidi wakaŋga atora areka yaMŋari paKiriati‐jearimi, akaiisa panɀimbo, Davidi yaakaŋga aigadzirira; nokuti wakaŋga aidzikira tente paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Dhavhidhi akanga auyisa areka yaMwari kubva kuKiriati Jearimi kunzvimbo yaakanga aigadzirira nokuti akanga aidzikira tende muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
(Asi chaivapo ndechokuti Dhavhidhi akanga atotora bhokisi raMwari rechitenderano kuKiriatijearimu akaenda naro kunzvimbo yaakanga arigadzirira nokuti akanga arimisira tendhe muJerusaremu.)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Dhavhidhi akanga atora areka yaMwari paKiriatijearimi, akaiisa panzvimbo, Dhavhidhi yaakanga aigadzirira; nokuti akanga aidzikira tende paJerusaremu.
Shona 2009?
Asi Dhavhidhi akanga atora areka yaMwari paKiriatijearimi, akaiisa panzvimbo, Dhavhidhi yaakanga aigadzirira; nokuti akanga aidzikira tende paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Dhavhidhi akanga atora areka yaMwari paKiriatijearimi, akaiisa panzvimbo, Dhavhidhi yaakanga aigadzirira; nokuti akanga aidzikira tende paJerusaremu.