2 Chronicles 1:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neareka yendarira yakaŋga yaʋumbga naBezareri mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, yakaŋga iri’po pamberi petabernakeri yaJehova; Soromoni neʋuŋgano yose ʋakairaŋgarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi aritari yendarira yakanga yagadzirwa naBhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, yakanga iri muGibheoni pamberi peTabhenakeri yaJehovha; saka Soromoni neungano vakandomubvunza ipapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwewo ndechokuti, atari iya yendarira yakagadzirwa naBhezarieri mwanakomana waUri, muzukuru waHuri yaiva ikoko kumusuo kwetendhe rinoera raTenzi. Soromoni negungano iri vakandonzwa kuti Mwari anoti kudii.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Neareka yendarira yakanga yaumbwa naBhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, yakanga iripo pamberi petabhenakeri yaJehovha; Soromoni neungano yose vakairangarira.
Shona 2009?
Neareka yendarira yakanga yaumbwa naBhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, yakanga iripo pamberi petabhenakeri yaJehovha; Soromoni neungano yose vakairangarira.
Shona SUB 2002 Bible
Neareka yendarira yakanga yaumbwa naBhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, yakanga iripo pamberi petabhenakeri yaJehovha; Soromoni neungano yose vakairangarira.