2 Chronicles 1:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Soromoni akakwira’ko pamberi paJehova kuartari yendarira, yakaŋga iri patente rokusoŋgana, akaɓayira pamsoro payo ɀipiriso ɀinopiswa ɀinecuru cezana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Soromoni akakwira kuaritari yendarira pamberi paJehovha muTende Rokusangana akandobayira zvipiriso zvinopiswa zvinokwana chiuru pairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Soromoni akakwirako kwaiva neatari yendarira pana Tenzi yaiva mutendhe rokusanganira akapira chiuru chemipiro yokupisa pairi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Soromoni akakwirako pamberi paJehovha kuaritari yendarira, yakanga iri patende rokusangana, akabayira pamusoro payo zvipiriso zvinopiswa zvine chiuru chezana.
Shona 2009?
Soromoni akakwirako pamberi paJehovha kuaritari yendarira, yakanga iri patende rokusangana, akabayira pamusoro payo zvipiriso zvinopiswa zvine chiuru chezana.
Shona SUB 2002 Bible
Soromoni akakwirako pamberi paJehovha kuatari yendarira, yakanga iri patende rokusangana, akabayira pamusoro payo zvipiriso zvinopiswa zvine chiuru chezana.