2 Chronicles 1:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino noʋusiku ubgo Mŋari akaɀiratidza kunaSoromoni, akati kwaari: Kumbira caunoɗa kuti ndikupe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usiku ihwohwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni akati kwaari, “Kumbira chose chaungada kuti ndikupe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usiku ihwohwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni akati kwaari, “Kumbira chaungade kuti ndikupe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nousiku uhwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni, akati kwaari, “Kumbira chaunoda kuti ndikupe.”
Shona 2009?
Zvino nousiku uhwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni, akati kwaari, "Kumbira chaunoda kuti ndikupe."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nousiku uhwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni, akati kwaari, “Kumbira chaunoda kuti ndikupe.”