2 Chronicles 10:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaʋari: Dzokerai ɀe kwandiri kana mazuʋa matatu apera. Ʋanhu ʋakaenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rehobhoamu akapindura akati, “Dzokai kwandiri mumazuva matatu.” Saka vanhu vakaenda havo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Mozodzoka zvenyu kwandiri kwapera mazuva matatu.” Nokudaro vanhu ava vakaenda zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwavari, “Dzokeraizve kwandiri kana mazuva matatu apera.” Vanhu vakaenda.
Shona 2009?
Iye akati kwavari, "Dzokeraizve kwandiri kana mazuva matatu apera." Vanhu vakaenda.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwavari, “Dzokeraizve kwandiri kana mazuva matatu apera.” Vanhu vakaenda.