2 Chronicles 10:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakataura kwaari, ʋakati: Kana mukaitira ʋanhu aʋa nomŋoyo wakanaka, nokuʋafadza, nokutaura mashoko akanaka kwaʋari, ipapo ʋacaʋa ʋaranda ʋenyu nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakamupindura vakati, “Kana mukaitira vanhu ava tsitsi mukavafadza mukavapa mhinduro yakanaka vacharamba vari varanda venyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati kwaari, “Zvanhasi uno izvi kana mukabvuma zvenyu kuitira vanhu ava tsiye nyoro, mukavafadza mukataura navo zvakanaka naivowo vachava varanda kwamuri mazuva ose.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakataura kwaari, vakati, “Kana mukaitira vanhu ava nomwoyo wakanaka, nokuvafadza, nokutaura mashoko akanaka kwavari, ipapo vachava varanda venyu nokusingaperi.”
Shona 2009?
Ivo vakataura kwaari, vakati, "Kana mukaitira vanhu ava nomoyo wakanaka, nokuvafadza, nokutaura mashoko akanaka kwavari, ipapo vachava varanda venyu nokusingaperi."
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakataura kwaari, vakati, “Kana mukaitira vanhu ava nomwoyo wakanaka, nokuvafadza, nokutaura mashoko akanaka kwavari, ipapo vachava varanda venyu nokusingaperi.”