2 Chronicles 11:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Rehoboami wakati aciȿika Jerusarema, akaʋuŋganidza ʋeimba yaJuda naBenjamini, ʋarume ʋakatsaurwa ʋaiʋa neɀuru ɀinezana namakumi masere, ʋaigona kurwa, kuti ʋarwe naʋaIsraeri, kuti ʋadzosere ʋushe ɀe kunaRehoboami.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rehobhoamu paakasvika muJerusarema, akakurudzira imba yaJudha naBenjamini, varume zviuru zana namakumi masere zvavarwi, kuti varwisane neIsraeri vatorezve umambo hwaRehobhoamu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rehobhoamu paakasvika kuJerusaremu, akaunganidza vemba yokwaJudha nevokwaBhenjamini zana namakumi masere ezviuru zveshasha chaidzo dzokurwa hondo kundorwisa vokwaIsiraeri kuitira kuti vadzorere nyika kuna Rehobhoamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Rehobhoamu akati achisvika Jerusaremu, akaunganidza veimba yaJudha naBhenjamini, varume vakatsaurwa vaiva nezviuru zvine zana namakumi masere, vaigona kurwa, kuti varwe navaIsiraeri, kuti vadzosere ushezve kuna Rehobhoamu.
Shona 2009?
Zvino Rehobhoamu akati achisvika Jerusaremu, akaunganidza veimba yaJudha naBhenjamini, varume vakatsaurwa vaiva nezviuru zvine zana namakumi masere, vaigona kurwa, kuti varwe navaIsiraeri, kuti vadzosere ushezve kuna Rehobhoamu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Rehobhoamu akati achisvika Jerusaremu, akaunganidza veimba yaJudha naBhenjamini, varume vakatsaurwa vaiva nezviuru zvine zana namakumi masere, vaigona kurwa, kuti varwe naVaIsiraeri, kuti vadzosere ushezve kuna Rehobhoamu.