2 Chronicles 11:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muguta rimŋe nerimŋe akaisa nhoʋo namapfumo, akaasimbisa kwaɀo kwaɀo. Juda naBenjamini ʋakaŋga ʋari ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaisa nhoo namapfumo mumaguta ose, akaaita kuti ave akasimba kwazvo. Saka Judha neBhenjamini vaiva vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaisawo nhoo namapfumo mumaguta ose iwayo akaasimbisa zvikuru kwazvo. Iwaya ndiwo makwanisiro aakaita kutonga kwaJudha nokwaBhenjamini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muguta rimwe nerimwe akaisa nhoo namapfumo, akaasimbisa kwazvo kwazvo. Judha naBenjamini vakanga vari vake.
Shona 2009?
Muguta rimwe nerimwe akaisa nhovo namapfumo, akaasimbisa kwazvo kwazvo. Judha naBenjamini vakanga vari vake.
Shona SUB 2002 Bible
Muguta rimwe nerimwe akaisa nhoo namapfumo, akaasimbisa kwazvo kwazvo. Judha naBhenjamini vakanga vari vake.