2 Chronicles 11:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akaɀitsaurira ʋaprista ʋapamatunhu akakwirira, naʋeɀifananidzo ɀenhoŋgo dzembudzi, naʋemhuru dzaakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye iye akagadza, vaprista vake pachake kuvaisa panzvimbo dzakakwirira uye nezvifananidzo zvembudzi nezvemhuru zvaakanga agadzira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akazvisarudzira vanhu kuti vave vapristi vomunzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira, vezvifananidzo zvembudzi zvokunamata nezvimhuru zvaakanga agadzira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akazvitsaurira vapristi vapamatunhu akakwirira, navezvifananidzo zvenhongo dzembudzi, navemhuru dzaakaita.
Shona 2009?
Iye akazvitsaurira vaprista vapamatunhu akakwirira, navezvifananidzo zvenhongo dzembudzi, navemhuru dzaakaita.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akazvitsaurira vapristi vapamatunhu akakwirira, navezvifananidzo zvenhongo dzembudzi, navemhuru dzaakaita.