2 Chronicles 11:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rehoboami akawana mukadzi, Maharati mukunda waJerimoti mŋanakomana waDavidi, nowaAbihairi mukunda waEriabi mŋanakomana waJese.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rehobhoamu akawana Maharati aiva mwanasikana womwanakomana waDhavhidhi ainzi Jerimoti uye waAbhihairi mwanasikana womwanakomana waJese ainzi Eriabhi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rehobhoamu akaroora mukadzi ainzi Maharati aberekwa naJerimoti mwanakomana waDhavhidhi amai vake vari Abhihairi vaberekwa naEriabhu mwanakomana waJese.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rehobhoamu akawana mukadzi, Maharati mukunda waJerimoti mwanakomana waDhavhidhi, nowaAbhihairi mukunda waEriabhi mwanakomana waJese.
Shona 2009?
Rehobhoamu akawana mukadzi, Maharati mukunda waJerimoti mwanakomana waDhavhidhi, nowaAbhihairi mukunda waEriabhi mwanakomana waJese.
Shona SUB 2002 Bible
Rehobhoamu akawana mukadzi, Maharati mukunda waJerimoti mwanakomana waDhavhidhi, nowaAbhihairi mukunda waEriabhi mwanakomana waJese.