2 Chronicles 11:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pashure wakawana ʋo Maaka mukunda waAbsaromi; iye akamuɓerekera Abija, naAtai, naZiza, naSheromiti.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akawana Maaka mwanasikana waAbhusaromu akamuberekera Abhija, Atai, Ziza naSheromiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maiyeyu akaroorawo Maaka mwana waAbhusharomu iyewo akamuberekera Abhiya naAtai naZiza naSheromiti.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pashure akawanawo Maaka mukunda waAbhusaromu; iye akamuberekera Abhija, naAtai, naZiza, naSheromiti.
Shona 2009?
Pashure akawanawo Maaka mukunda waAbhusaromu; iye akamuberekera Abhija, naAtai, naZiza, naSheromiti.
Shona SUB 2002 Bible
Pashure akawanawo Maaka mukunda waAbhusaromu; iye akamuberekera Abhija, naAtai, naZiza, naSheromiti.