2 Chronicles 11:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rehoboami akaɗa Maaka mukunda waAbsaromi kupfuʋura ʋakadzi ʋake ʋose naʋaroŋgo ʋake; (nokuti wakawana ʋakadzi ʋanegumi naʋasere naʋaroŋgo ʋanamakumi matanhatu, akaɓereka ʋanakomana ʋanamakumi maʋiri naʋasere naʋanasikana ʋanamakumi matanhatu.)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rehobhoamu aida Maaka mwanasikana waAbhusaromu kupfuura vamwe vakadzi vake navarongo vake vose. Pamwe chete aiva navakadzi gumi navasere, navarongo makumi matanhatu, vanakomana makumi maviri navasere, navanasikana makumi matanhatu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rehobhoamu aida Maaka mwanasikana waAbhusharomu kupinda vamwe vose vakadzi vake navarongo. (Akaroora vakadzi gumi navasere navarongo makumi matanhatu uye aiva navana vakomana makumi maviri navasere vana vasikana makumi matanhatu.)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rehobhoamu akada Maaka mukunda waAbhusaromu kupfuura vakadzi vake vose navarongo vake; (nokuti akawana vakadzi vane gumi navasere navarongo vana makumi matanhatu, akabereka vanakomana vana makumi maviri navasere navanasikana makumi matanhatu.)
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible