2 Chronicles 11:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rehoboami akagadza Abija mŋanakomana waMaaka aʋe mukuru nomucinda pakati paʋana ʋaɓaɓa ʋake; nokuti wakaŋga aciɗa kumuita mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rehobhoamu akagadza Abhija mwanakomana waMaaka kuti ave muchinda mukuru pakati pavana vababa vake kuitira kuti azova mambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rehobhoamu akapa Abhiya mwanakomana waMaaka ukuru hwokutonga vakoma nevanun'una vake achiitira kuti azomugadza umambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rehobhoamu akagadza Abhija mwanakomana waMaaka ave mukuru nomuchinda pakati pavana vababa vake; nokuti akanga achida kumuita mambo.
Shona 2009?
Rehobhoamu akagadza Abhija mwanakomana waMaaka ave mukuru nomuchinda pakati pavana vababa vake; nokuti akanga achida kumuita mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Rehobhoamu akagadza Abhija mwanakomana waMaaka ave mukuru nomuchinda pakati pavana vababa vake; nokuti akanga achida kumuita mambo.