2 Chronicles 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Taura naRehoboami mŋanakomana waSoromoni, mambo waJuda, naʋaIsraeri ʋose paJuda naBenjamini, uti:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Udza Rehobhoamu mwanakomana waSoromoni mambo weJudha navaIsraeri vose vari muJudha neBenjamini, uti,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
rikati, “Iti kuna Rehobhoamu mwanakomana waSoromoni mambo wokwaJudha nokuvaIsiraeri vose vari kwaJudha nokwaBhenjamini,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Taura naRehobhoamu mwanakomana waSoromoni, mambo waJudha, navaIsiraeri vose paJudha naBhenjamini, uti,
Shona 2009?
" Taura naRehobhoamu mwanakomana waSoromoni, mambo waJudha, navaIsiraeri vose paJudha naBhenjamini, uti,
Shona SUB 2002 Bible
“Taura naRehobhoamu mwanakomana waSoromoni, mambo waJudha, naVaIsiraeri vose paJudha naBhenjamini, uti,