2 Chronicles 12:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋushe bgaRehoboami bgakati bgasimbiswa, iye aʋa nesimba, akarasha murairo waJehova, naʋaIsraeri ʋose pamŋe cete naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokunge chinzvimbo chaRehobhoamu samambo chasimbiswa, uye paakanga asimba, iye neIsraeri yose pamwe chete vakasiya murayiro waJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Umambo hwaRehobhoamu hwakati zvino hwasimba hwanyatsodzika midzi akakanda pasi zvomutemo waTenzi pamwechete neIsiraeri yose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ushe hwaRehobhoamu hwakati hwasimbiswa, iye ava nesimba, akarasha murayiro waJehovha, navaIsiraeri vose pamwechete naye.
Shona 2009?
Zvino ushe hwaRehobhoamu hwakati hwasimbiswa, iye ava nesimba, akarasha murayiro waJehovha, navaIsiraeri vose pamwechete naye.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ushe hwaRehobhoamu hwakati hwasimbiswa, iye ava nesimba, akarasha murairo waJehovha, naVaIsiraeri vose pamwechete naye.