2 Chronicles 12:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino maɓasa aRehoboami, okutaŋga nookupedzisira, haana‐kunyorwa here mumashoko omuprofita Shemaya, noomuʋoni Ido, mazita amadziteteguru aciʋereŋgwa ʋo? Ɀino kurwa kwakaŋga kuri’po pakati paRehoboami naJeroboami ŋguʋa dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mabasa okutonga kwaRehobhoamu kubva kutanga kwake kusvikira kwokupedzisira, haana kunyorwa here mubhuku renhoroondo raShemaya muprofita neraIdho muoni? Paiva nokurwisana nguva dzose pakati paRehobhoamu naJerobhoamu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga dzimwe nyaya dzezvaRehobhoamu kubvira pakutanga kusvika pokupedzisira dzakanyorwa muBhuku reNhoroondo dzomuporofita Shemaya nomuoni Idho. Hondo yakaramba ichingovapo pakati paRehobhoamu naJerobhoamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mabasa aRehobhoamu, okutanga nookupedzisira, haana kunyorwa here mumashoko omuporofita Shemaya, noomuoni Idho, mazita amadziteteguru achiverengwawo? Zvino kurwa kwakanga kuripo pakati paRehobhoamu naJerobhoami nguva dzose.
Shona 2009?
Zvino mabasa aRehobhoamu, okutanga nookupedzisira, haana kunyorwa here mumashoko omuporofita Shemaya, noomuoni Idho, mazita amadziteteguru achiverengwawo? Zvino kurwa kwakanga kuripo pakati paRehobhoamu naJerobhoami nguva dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mabasa aRehobhoamu, okutanga nookupedzisira, haana kunyorwa here mumashoko omuporofita Shemaya, noomuoni Idho, mazita amadziteteguru achiverengwawo? Zvino kurwa kwakanga kuripo pakati paRehobhoamu naJerobhoamu nguva dzose.