2 Chronicles 12:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rehoboami akaʋata namadziɓaɓa ake, akaʋigwa muguta raDavidi; Abija mŋanakomana wake akamuteʋera paʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rehobhoamu akazorora namadzibaba ake akavigwa muguta raDhavhidhi. Uye Abhija mwanakomana wake akamutevera paumambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rehobhoamu akazovata oendawo kwakaenda vamwe, madzitateguru ake, akavigwa muguta raDhavhidhi. Mwanakomana wake Abhiya ndiye akazotonga panzvimbo pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rehobhoamu akavata namadzibaba ake, akavigwa muguta raDhavhidhi; Abhija mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona 2009?
Rehobhoamu akavata namadzibaba ake, akavigwa muguta raDhavhidhi; Abhija mwanakomana wake akamutevera paushe.
Shona SUB 2002 Bible
Rehobhoamu akavata namadzibaba ake, akavigwa muguta raDhavhidhi; Abhija mwanakomana wake akamutevera paushe.