2 Chronicles 12:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro ʋacaʋa ʋaranda ʋake; kuti ʋaziʋe kuti ɀakaɗini kundishumira ini nokushumira ʋushe bgenyika dzimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvisinei hazvo, vachava pasi pake kuti vadzidze mutsauko uri pakati pokundishumira nokushumira madzimambo edzimwe nyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi zvokuva varanda vake, vachava varanda vake vagoona kusiyana kwakaita kushandireni nokushandira madzimambo edzinyika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro vachava varanda vake; kuti vazive kuti zvakadini kundishumira ini nokushumira ushe hwenyika dzimwe.”
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro vachava varanda vake; kuti vazive kuti zvakadini kundishumira ini nokushumira ushe bwenyika dzimwe."
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro vachava varanda vake; kuti vazive kuti zvakadini kundishumira ini nokushumira ushe hwenyika dzimwe.”