2 Chronicles 13:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarirai, Mŋari unesu acitituŋgamirira, naʋaprista ʋake ʋanehwamanda dzokuridza nadzo, kuti ʋakuridzirei mhere imi. Nhandi ʋana ʋaIsraeri, regai kurwa naJehova Mŋari wamadziɓaɓa enyu; nokuti hamuŋgakundi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari anesu; ndiye mutungamiri wedu. Vaprista vake nehwamanda dzavo vachakuridzirai mhere yehondo. Varume veIsraeri, musarwisana naJehovha, Mwari wamadzibaba enyu, nokuti hamuzokundi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinzwai, Mwari anesu, ndiye ari kutungamirira, uye vapristi vake nemabhosvo engondo okurudzira kuti tichikurwisai. VaIsiraeri we-e regai kurwisa Tenzi, Mwari wemadzibaba enyu nokuti hamumbozvikwanisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino tarirai, Mwari anesu achititungamirira, navapristi vake vane hwamanda dzokuridza nadzo, kuti vakuridzirei mhere imi. Nhandi vana vaIsiraeri, regai kurwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu; nokuti hamungakundi.”
Shona 2009?
"Zvino tarirai, Mwari anesu achititungamirira, navaprista vake vane hwamanda dzokuridza nadzo, kuti vakuridzirei mhere imi. Nhandi vana vaIsiraeri, regai kurwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu; nokuti hamungakundi."
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino tarirai, Mwari anesu achititungamirira, navapristi vake vane hwamanda dzokuridza nadzo, kuti vakuridzirei mhere imi. Nhandi vana VaIsiraeri, regai kurwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu; nokuti hamungakundi.”