2 Chronicles 13:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaJuda ʋakati ʋaciceuka, ʋakaʋona kurwa mberi kwaʋo neshure kwaʋo; ʋakacema kunaJehova, ʋaprista ʋakaridza hwamanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaJudha vakatendeuka vakaona kuti vakanga vava kurwiswa kwose mberi neshure. Ipapo vakachema kuna Jehovha. Vaprista vakaridza hwamanda dzavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaJudha vakati cheu, onei kwachiti hondo mberi, nehondo shure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaJudha vakati vachicheuka, vakaona kurwa mberi kwavo neshure kwavo; vakachema kuna Jehovha, vapristi vakaridza hwamanda.
Shona 2009?
Zvino vaJudha vakati vachicheuka, vakaona kurwa mberi kwavo neshure kwavo; vakachema kuna Jehovha, vaprista vakaridza hwamanda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaJudha vakati vachicheuka, vakaona kurwa mberi kwavo neshure kwavo; vakachema kuna Jehovha, vapristi vakaridza hwamanda.