2 Chronicles 14:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akaraira ʋaJuda kuti ʋatȿake Jehova Mŋari wamadziɓaɓa aʋo, nokuceŋgeta murau nomurairo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akarayira Judha kuti itsvage Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, uye kuti vateerere mirayiro yake nemitemo yake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaudza vokwaJudha kuti vachitsvaka Tenzi, Mwari wamadzibaba avo nokuchengeta mutemo nomurao.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akaraira vaJudha kuti vatsvake Jehovha Mwari wamadzibaba avo, nokuchengeta murau nomurayiro.
Shona 2009?
akaraira vaJudha kuti vatsvake Jehovha Mwari wamadzibaba avo, nokuchengeta murau nomurayiro.
Shona SUB 2002 Bible
akaraira vaJudha kuti vatsvake Jehovha Mwari wamadzibaba avo, nokuchengeta murau nomurairo.