2 Chronicles 14:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akabvisa ʋo pamaguta ose aʋaJuda matunhu akakwirira neɀifananidzo ɀezuʋa; ʋushe ʋukaʋa norugare iye ari mambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akabvisa nzvimbo dzakakwirira nearitari dzezvinonhuwira mumaguta ose muJudha, uye ushe hwakava norugare pasi pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabvisawo mumaguta ose okwaJudha nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira. Mumaoko ake, nyika yakaita runyararo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akabvisawo pamaguta ose avaJudha matunhu akakwirira nezvifananidzo zvezuva; ushe ukava norugare iye ari mambo.
Shona 2009?
Akabvisawo pamaguta ose avaJudha matunhu akakwirira nezvifananidzo zvezuva; ushe hukava norugare iye ari mambo.
Shona SUB 2002 Bible
Akabvisawo pamaguta ose avaJudha matunhu akakwirira nezvifananidzo zvezuva; ushe ukava norugare iye ari mambo.