2 Chronicles 14:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akaʋaka maguta akakombga paJuda; nokuti nyika yakaŋga inorugare, wakaŋga asina‐kurwa pamakore iwayo; nokuti Jehova wakaŋga amuzorodza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavaka maguta ane masvingo eJudha, sezvo nyika yaiva norugare. Hapana akarwa naye panguva iyoyo nokuti Jehovha vakanga vamupa zororo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akavaka maguta etsvingo okwaJudha nokuti nyika yaiva murunyararo. Hakuna kumboitika hondo kwaari mumakore iwaya nokuti Tenzi akamupa zororo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akavaka maguta akakombwa paJudha; nokuti nyika yakanga ino rugare, akanga asina kurwa pamakore iwayo; nokuti Jehovha akanga amuzorodza.
Shona 2009?
Akavaka maguta akakombwa paJudha; nokuti nyika yakanga ino rugare, akanga asina kurwa pamakore iwayo; nokuti Jehovha akanga amuzorodza.
Shona SUB 2002 Bible
Akavaka maguta akakombwa paJudha; nokuti nyika yakanga ino rugare, akanga asina kurwa pamakore iwayo; nokuti Jehovha akanga amuzorodza.