2 Chronicles 14:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Zera muEtiopia wakaʋuya kuzorwa naʋo nehondo yaʋanhu ʋaneɀuru ɀeɀuru, neŋgoro dzinamazana matatu; akaȿika Maresha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zera muEtiopia akauya kuzovarwisa nehondo huru kwazvo nengoro mazana matatu uye akauya akasvika muMaresha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumwe muEtiopia ainzi Zera akauya kuzovarwisa aine varwi vehondo zviuru zvinokwana chiuru chaicho, nengoro dzehondo mazana matatu akasvika kuMaresha ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Zera muItiopia akauya kuzorwa navo nehondo yavanhu vane zviuru zvezviuru, nengoro dzina mazana matatu; akasvika Maresha.
Shona 2009?
Zvino Zera multiopia akauya kuzorwa navo nehondo yavanhu vane zviuru zvezviuru, nengoro dzina mazana matatu; akasvika Maresha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Zera muItiopia akauya kuzorwa navo nehondo yavanhu vane zviuru zvezviuru, nengoro dzina mazana matatu; akasvika Maresha.