2 Chronicles 15:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɓayira Jehova zuʋa irero ɀimŋe ɀaʋakaŋga ʋapamba ʋakaʋuya naɀo, ɀaiti: Nzombe dzinamazana manomŋe, namakwai aneɀuru ɀinomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo vakabayira kuna Jehovha mombe mazana manomwe makwai nembudzi zviuru mazana manomwe kubva paupfumi hwezvavakapamba zvavakadzoka nazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakapira zvibayiro kuna Tenzi musi iwoyo zvavakatora pazvinhu zvokupamba zvavakanga vauya nazvo zvamazana manomwe emombe nezviuru zvinomwe zvehwai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakabayira Jehovha zuva irero zvimwe zvavakanga vapamba vakauya nazvo, zvaiti: Nzombe dzina mazana manomwe, namakwai ane zviuru zvinomwe.
Shona 2009?
Vakabayira Jehovha zuva irero zvimwe zvavakanga vapamba vakauya nazvo, zvaiti: Nzombe dzina mazana manomwe, namakwai ane zviuru zvinomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Vakabayira Jehovha zuva irero zvimwe zvavakanga vapamba vakauya nazvo, zvaiti: Nzombe dzina mazana manomwe, namakwai ane zviuru zvinomwe.