2 Chronicles 15:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye kuti aninani usiŋgatȿaki Jehova Mŋari waIsraeri aʋurawe, kana ari muɗuku kana ari mukuru, kana mukadzi kana murume.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vose vakanga vasingazotsvaki Jehovha, Mwari waIsraeri, vaizofanira kuurayiwa, zvisinei kuti mudiki kana mukuru, murume kana mukadzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye kuti: kuwana asingatsvake Tenzi, Mwari weIsiraeri anofanira kuurayiwa angave mukuru kana mudiki murume kana mukadzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye kuti ani naani asingatsvaki Jehovha Mwari waIsiraeri aurawe, kana ari muduku kana ari mukuru, kana mukadzi kana murume.
Shona 2009?
uye kuti ani naani asingatsvaki Jehovha Mwari waIsiraeri aurawe, kana ari muduku kana ari mukuru, kana mukadzi kana murume.
Shona SUB 2002 Bible
uye kuti ani naani asingatsvaki Jehovha Mwari waIsiraeri aurawe, kana ari muduku kana ari mukuru, kana mukadzi kana murume.