2 Chronicles 15:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi matunhu akakwirira haana‐kubviswa pakati paIsraeri; kunyaŋge ɀakaɗaro mŋoyo waAsa wakaŋga wakarurama kwaɀo mazuʋa ake ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvake asina kubvisa nzvimbo dzakakwirira kubva muIsraeri, Asa akanga akazvipira nomwoyo wake wose kuna Jehovha upenyu hwake hwose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi nzvimbo dzakatunhumara dzokuteurira hadzina kubviswa muIsiraeri. Zvakadaro zvazvo, Asa uyu aiva munhu ane mwoyo wakarurama mazuva ohupenyu hwake hwose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi matunhu akakwirira haana kubviswa pakati paIsiraeri; kunyange zvakadaro mwoyo waAsa wakanga wakarurama kwazvo mazuva ake ose.
Shona 2009?
Asi matunhu akakwirira haana kubviswa pakati paIsiraeri; kunyange zvakadaro moyo waAsa wakanga wakarurama kwazvo mazuva ake ose.
Shona SUB 2002 Bible
Asi matunhu akakwirira haana kubviswa pakati paIsiraeri; kunyangwe zvakadaro mwoyo waAsa wakanga wakarurama kwazvo mazuva ake ose.