2 Chronicles 15:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ŋguʋa huru ʋaIsraeri ʋakaŋga ʋasinaMŋari waɀokwaɗi, kana muprista unodzidzisa, kana murairo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kwenguva refu Israeri yakanga isina Mwari wechokwadi, isina muprista kuti avadzidzise uye vasina murayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwakamboitika nguva ndefu Isiraeri isina Mwari wechokwadi isina mupristi wokuvadzidzisa isinawo mutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nguva huru vaIsiraeri vakanga vasina Mwari wezvokwadi, kana mupristi anodzidzisa, kana murayiro;
Shona 2009?
Zvino nguva huru vaIsiraeri vakanga vasina Mwari wechokwadi, kana muprista anodzidzisa, kana murayiro;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nguva huru VaIsiraeri vakanga vasina Mwari wezvokwadi, kana mupristi anodzidzisa, kana murairo;