2 Chronicles 15:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ʋakati ʋacitendeʋukira kunaJehova Mŋari waIsraeri pakutambudzika kwaʋo, nokumutȿaka, iye akawanikwa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi panguva yokutambudzika kwavo vakatendeukira kuna Jehovha, Mwari waIsraeri vakamutsvaka, uye iye akawanikwa navo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pavakanga vava munhamo yavo vakatendeukira kuna Tenzi, Mwari weIsiraeri vomutsvaka zvino, vakamuwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi vakati vachitendeukira kuna Jehovha Mwari waIsiraeri pakutambudzika kwavo, nokumutsvaka, iye akawanikwa navo.
Shona 2009?
asi vakati vachitendeukira kuna Jehovha Mwari waIsiraeri pakutambudzika kwavo, nokumutsvaka, iye akawanikwa navo.
Shona SUB 2002 Bible
asi vakati vachitendeukira kuna Jehovha Mwari waIsiraeri pakutambudzika kwavo, nokumutsvaka, iye akawanikwa navo.