2 Chronicles 15:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino neŋguʋa iyo waiɓuɗa nowaipinda ʋakaŋga ʋasinorugare, asi ʋanhu ʋose, ʋakaŋga ʋagere panyika idzo, ʋaiʋa pakutambudzika kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamazuva iwayo zvakanga zvine njodzi kufamba-famba nokuti vanhu vose venyika dzakawanda vakanga vachitambudzika kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumazuva iwayo kwakanga kusina rugare zvokuti kufamba chaiko kwakanga kwava nenjodzi nokuti pakava namanyongori asingatauriki muvanhu vose venyika idzodzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nenguva iyo vaibuda novaipinda vakanga vagere panyika idzo, vaiva pakutambudzika kukuru.
Shona 2009?
Zvino nenguva iyo vaibuda novaipinda vakanga vagere panyika idzo, vaiva pakutambudzika kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nenguva iyo vaibuda novaipinda vakanga vagere panyika idzo, vaiva pakutambudzika kukuru.