2 Chronicles 15:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaiparadzana, rumŋe rudzi ruciparadza rumŋe, rimŋe guta riciparadza rimŋe; nokuti Mŋari waiʋatambudza nenhamo dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imwe nyika yaiparadzwa neimwe uye rimwe guta richiparadzwa nerimwe, nokuti Mwari aivatambudza namatambudziko emhando dzakasiyana-siyana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Umharadzi hwakanga hwapinda, rudzi rwakamukirana norudzi, guta richimukirana nerimwe guta pamusana pokuti Mwari aivapinza mumhando nemhando dzenhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vaiparadzana, rumwe rudzi ruchiparadza rumwe, rimwe guta richiparadza rimwe; nokuti Mwari aivatambudza nenhamo dzose.
Shona 2009?
Vaiparadzana, rumwe rudzi ruchiparadza rumwe, rimwe guta richiparadza rimwe; nokuti Mwari aivatambudza nenhamo dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Vaiparadzana, rumwe rudzi ruchiparadza rumwe, rimwe guta richiparadza rimwe; nokuti Mwari aivatambudza nenhamo dzose.