2 Chronicles 16:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino negore ramakumi matatu namatanhatu rokuɓata ʋushe kwaAsa, Baasha mambo waIsraeri akakwira kundorwa naJuda, akaʋaka Rama, kuti arege kutendera munhu kuɓuɗa kana kupinda kunaAsa mambo waJuda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mugore ramakumi matatu namatanhatu rokutonga kwaAsa Bhaasha mambo weIsraeri akamukira Judha akandovakira Rama masvingo kuti arege kutendera munhu kubuda kana kupinda munyika yaAsa mambo weJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugore ramakumi matatu nechitanhatu rokutonga kwaAsa, mambo wokwaIsiraeri akandorwisa kwaJudha akavakirira guta reRhama kuitira kuti awane marambidziro vanhu kubva kwaAsa mambo wokwaJudha kana kuendako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino negore ramakumi matatu namatanhatu rokubata ushe kwaAsa, Bhaasha mambo waIsiraeri akakwira kundorwa naJudha, akavaka Rama, kuti arege kutendera munhu kubuda kana kupinda kuna Asa mambo waJudha.
Shona 2009?
Zvino negore ramakumi matatu namatanhatu rokubata ushe kwaAsa, Bhaasha mambo waIsiraeri akakwira kundorwa naJudha, akavaka Rama, kuti arege kutendera munhu kubuda kana kupinda kuna Asa mambo waJudha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino negore ramakumi matatu namatanhatu rokubata ushe kwaAsa, Bhaasha mambo waIsiraeri akakwira kundorwa naJudha, akavaka Rama, kuti arege kutendera munhu kubuda kana kupinda kuna Asa mambo waJudha.