2 Chronicles 16:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tarirai, maɓasa aAsa, okutaŋga nookupedzisira, akanyorwa mubuku yamadzimambo aJuda naaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mamwe mabasa okutonga kwaAsa, kubva pakutanga kusvika pakupedzisira akanyorwa mubhuku ramadzimambo aJudha neIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga dzimwe nyaya dzezvaAsa kubvira pakutanga kusvika pakupedzesera, dzakanyorwa wani muBhuku ramadzimambo okwaJudha neokwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tarirai, mabasa aAsa, okutanga nookupedzisira, akanyorwa mubhuku yamadzimambo aJudha naaIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino tarirai, mabasa aAsa, okutanga nookupedzisira, akanyorwa mubhuku yamadzimambo aJudha naaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tarirai, mabasa aAsa, okutanga nookupedzisira, akanyorwa mubhuku yamadzimambo aJudha naaIsiraeri.