2 Chronicles 16:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asa akaʋata namadziɓaɓa ake, akafa negore ramakumi manna nerimŋe rokuɓata kwake ʋushe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino mugore ramakumi mana nerimwe chete rokutonga kwake Asa akafa akazorora namadzibaba ake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asa akazovata oendawo kwakaenda vamwe madzitateguru ake akafa mugore ramakumi mana nechiposhi rokutonga kwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asa akavata namadzibaba ake, akafa negore ramakumi mana nerimwe rokubata kwake ushe.
Shona 2009?
Asa akavata namadzibaba ake, akafa negore ramakumi mana nerimwe rokubata kwake ushe.
Shona SUB 2002 Bible
Asa akavata namadzibaba ake, akafa negore ramakumi mana nerimwe rokubata kwake ushe.