2 Chronicles 16:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Suŋgano iri’po pakati paŋgu nemi, seɀayakaʋa’po pakati paɓaɓa ʋaŋgu naɓaɓa ʋenyu; tarirai, ndinokutumirai sirveri nendarama; endai muputse suŋgano yenyu naBaasha mambo waIsraeri, abve kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Ngapave nechibvumirano pakati pangu nemi, sezvazvakanga zvakaita pakati pababa vangu nababa venyu. Tarirai, ndiri kukutumirai sirivha negoridhe zvino putsai chibvumirano chako naBhaasha mambo waIsraeri kuti agobva kwandiri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiti, “Ngatiitei chibvumirano, imi neni, sezvakanga zvakaita baba venyu nababa vangu. Onai ndakutumirai sirivha nendarama iyo, imi moendawo muparadze chibvumirano chenyu naBhaasha mambo wokwaIsiraeri kuitira kuti kwangu kuno uku abve.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Sungano iripo pakati pangu nemi, sezvayakavapo pakati pababa vangu nababa venyu; tarirai, ndinokutumirai sirivha nendarama; endai muputse sungano yenyu naBhaasha mambo waIsiraeri, abve kwandiri.”
Shona 2009?
" Sungano iripo pakati pangu nemi, sezvayakavapo pakati pababa vangu nababa venyu; tarirai, ndinokutumirai sirivha nendarama; endai muputse sungano yenyu naBhaasha mambo waIsiraeri, abve kwandiri."
Shona SUB 2002 Bible
“Sungano iripo pakati pangu nemi, sezvayakavapo pakati pababa vangu nababa venyu; tarirai, ndinokutumirai sirivha nendarama; endai muputse sungano yenyu naBhaasha mambo waIsiraeri, abve kwandiri.”