2 Chronicles 17:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jehoshafati mŋanakomana wake akaɓata ʋushe pacigaro cake, akaɀisimbisa kundorwa naʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehoshafati mwanakomana wake akamutevera paumambo uye akazvisimbisa pakurwisana neIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jehoshafati mwanakomana wake akatonga panzvimbo pake akazvigadzirira kurwisana nevokwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jehoshafati mwanakomana wake akabata ushe pachigaro chake, akazvisimbisa kundorwa navaIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino Jehoshafati mwanakomana wake akabata ushe pachigaro chake, akazvisimbisa kundorwa navaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jehoshafati mwanakomana wake akabata ushe pachigaro chake, akazvisimbisa kundorwa naVaIsiraeri.