2 Chronicles 17:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehoshafati akazoʋa mukuru kwaɀo, akaʋaka pakati paJuda nhare namaguta amatura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehoshafati akazova nesimba guru kwazvo; akavaka nhare namaguta amatura muJudha;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ukuru hwaJehoshafati hwakaramboenda mberi. Akavaka maJudha imomu maguta etsvingo neematura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehoshafati akazova mukuru kwazvo, akavaka pakati paJudha nhare namaguta amatura.
Shona 2009?
Jehoshafati akazova mukuru kwazvo, akavaka pakati paJudha nhare namaguta amatura.
Shona SUB 2002 Bible
Jehoshafati akazova mukuru kwazvo, akavaka pakati paJudha nhare namaguta amatura.