2 Chronicles 17:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Waiʋa namaɓasa mazhinji mumaguta aJuda, naʋarwi, ʋarume ʋanesimba noʋumhare paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akaita mabasa mazhinji mumaguta eJudha. Aivawo navarwi vane ruzivo rwokurwa muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aiva nemirwi nemirwi yezvaakachengeta mumaguta okwaJudha. Aivawo nevarwi vehondo, magamba chaiwo okurwa hondo muJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Waiva namabasa mazhinji mumaguta aJudha, navarwi, varume vane simba noumhare paJerusaremu.
Shona 2009?
Waiva namabasa mazhinji mumaguta aJudha, navarwi, varume vane simba noumhare paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Waiva namabasa mazhinji mumaguta aJudha, navarwi, varume vane simba noumhare paJerusaremu.